Mako 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi sezvo vasina midzi, vanongotsungirira kwenguva pfupi. Panongosvika nhamo kana kutambudzwa nokuda kweshoko, vanokurumidza kuwa.

Mako 4

Mako 4:7-25