Mako 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vanhu vakaita setsanga yakawira munzira, munokushwa shoko. Pavanongorinzwa, Satani anouya otora shoko rakushwa mukati mavo.

Mako 4

Mako 4:14-20