Mako 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo Jesu akazviziva mumweya wake kuti ndizvo zvavakanga vachifunga mumwoyo yavo, uye akati kwavari, “Seiko muchifunga zvinhu izvi?

Mako 2

Mako 2:1-12