Mako 2:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Ipapo akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata.

28. Saka mwanakomana woMunhu ndiye Ishe kunyange weSabata.”

Mako 2