Mako 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achipfuura nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakati vachifamba naye, vakatanga kutanha hura dzezviyo.

Mako 2

Mako 2:19-26