Mako 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hakuna munhu anoisa chigamba chitsva panguo tsaru. Kana akadaro, chigamba chitsva chichabvarura chitsaru, zvoita kuti buri racho rinyanye kukura.

Mako 2

Mako 2:16-28