Mako 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure maizvozvo Jesu akazviratidza kuna vane gumi nomumwe pavakanga vachidya; akavatsiura pamusoro pokusatenda kwavo uye nokusindimara kwemwoyo yavo pakuramba kutenda vaya vakanga vamuona mushure mokumuka kwake.

Mako 16

Mako 16:8-16