Mako 15:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akauya nemimwe micheka, akaburutsa mutumbi, akauputira nomucheka, akauyisa muguva rakacherwa paruware. Ipapo akakungurutsira ibwe pamuromo weguva.

Mako 15

Mako 15:38-47