Mako 15:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe murume akamhanya, akazadza chipanje newaini yaivava, akaisa parutanda, akaipa kuna Jesu kuti anwe, akati “Muregei zvino. Regai tione kana Eria achiuya kuti azomuburutsa.”

Mako 15

Mako 15:33-42