Mako 15:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kristu uyu, Mambo wavaIsraeri uyu, ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa, kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakarovererwa pamwe chete naye vakamutukawo.

Mako 15

Mako 15:27-38