Mako 15:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe murume aibva kuKurini, Simoni baba vaArekizanda naRufasi, akanga achipfuura achibva kumaruwa, vakamumanikidza kuti atakure muchinjikwa.

Mako 15

Mako 15:12-27