Mako 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varwi vakatora Jesu vakapinda naye mumuzinda wainzi Piritoriamu uye vakaunganidza pamwe chete ungano yose yavarwi.

Mako 15

Mako 15:7-22