Mako 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akavabvunza akati, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yeiko?”Asi vakanyanya kudanidzira vachiti, “Murovererei pamuchinjikwa!”

Mako 15

Mako 15:6-23