Mako 14:62 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Ndini. Uye muchaona Mwanakomana woMunhu agere kuruoko rworudyi rwaIye Wamasimba uye achiuya ari pamakore okudenga.”

Mako 14

Mako 14:61-71