Mako 14:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista vakuru namakurukota ose vakanga vachitsvaka chavangapa Jesu mhosva nacho kuitira kuti vagomuuraya, asi havana kuwana chinhu.

Mako 14

Mako 14:48-63