Mako 14:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achiri kutaura, Judhasi Iskarioti, mumwe wavane gumi navaviri, akaonekwa. Akanga ana vanhu vazhinji vakapakata minondo netsvimbo, vatumwa navaprista vakuru, vadzidzisi vomurayiro, uye navakuru.

Mako 14

Mako 14:33-46