Mako 14:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achidzokerazve kechitatu akati kwavari, “Muchakavata uye muchiri kuzorora here? Zvaringana! Nguva yasvika. Tarirai, Mwanakomana woMunhu oiswa mumaoko avatadzi.

Mako 14

Mako 14:35-51