Mako 14:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Ndinokuudza chokwadi, nhasi, manheru ano chaiwo, jongwe risati rarira kaviri, iwe pachako uchandiramba katatu.”

Mako 14

Mako 14:29-33