Mako 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rudzi ruchamukira rumwe rudzi, uye ushe huchamukira humwe ushe. Pachava nokudengenyeka kwenyika munzvimbo dzakasiyana-siyana, uye nenzara. Izvi ndizvo zvichava kutanga kwokurwadziwa kwokusununguka.

Mako 13

Mako 13:4-12