Mako 13:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai Ishe akanga asina kutapudza mazuva iwayo, hakuna munhu airarama. Asi nokuda kwavasanangurwa, avo vaakasarudza, akaatapudza hake.

Mako 13

Mako 13:18-23