Mako 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pose pamunenge masungwa uye mamiswa pakutongwa, musatanga kufunganya pamusoro pezvamuchataura. Taurai zvose zvose zvamunenge mapiwa panguva iyoyo, nokuti hamusimi munotaura, asi Mweya Mutsvene.

Mako 13

Mako 13:7-13