Mako 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga ava kubuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati, “Mudzidzisi, tarirai kukura kwakaita matombo! Iko kunaka kwedzimba!”

Mako 13

Mako 13:1-2