Mako 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Akanga asara nomumwe chete wokutuma, mwanakomana, uyo waaida kwazvo. Akamutuma kwokupedzisira achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’

Mako 12

Mako 12:1-16