Mako 12:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akadana vadzidzi vake kwaari, akati, “Ndinokuudzai chokwadi, chirikadzi murombo iyi yaisa mari zhinji muchivigiro kupfuura vamwe vose.

Mako 12

Mako 12:35-44