Mako 12:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanopedza dzimba dzechirikadzi uye vanoita munyengetero mirefu kuti vaonekwe navanhu. Vanhu vakadai vacharangwa zvikuru kwazvo.”

Mako 12

Mako 12:30-44