Dhavhidhi pachake achitaura noMweya Mutsvene, akati:“ ‘Ishe akati kuna She wangu:“Gara kuruoko rwangu rworudyikusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.” ’