Mako 12:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati aona kuti akanga apindura nokuchenjera, akati kwaari, “Hausi kure noumambo hwaMwari.” Uye kubvira ipapo hakuna munhu akazotsunga kumubvunza mimwezve mibvunzo.

Mako 12

Mako 12:33-42