Mako 12:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume akapindura akati, “Mapindura zvakanaka, mudzidzisi. Mataura chokwadi pamataura kuti Mwari ndiye mumwe chete uye hakuna mumwe kunze kwake.

Mako 12

Mako 12:22-34