Mako 12:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavadzidzisi vomurayiro akauya akavanzwa vachitaurirana. Akaona kuti Jesu akanga avapa mhinduro yakanaka, akamubvunza akati, “Pamirayiro yose, ndoupiko unonyanya kukosha?”

Mako 12

Mako 12:22-37