Mako 12:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pamusoro pokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here mubhuku raMozisi, panhoroondo dzegwenzi raipfuta, kuti Mwari akati kwaari, ‘Ndini Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho?’

Mako 12

Mako 12:24-36