Mako 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati, “Mudzidzisi, Mozisi akatinyorera kuti kana mukoma womunhu akafa uye akasiya mukadzi asi asina vana, munun'una wake anofanira kuwana chirikadzi uye amutsire mukoma wake vana.

Mako 12

Mako 12:14-26