Mako 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakauya nemari yacho, iye akavabvunza akati, “Mufananidzo uyu ndowani? Uye runyoro urwu ndorwani?”Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.”

Mako 12

Mako 12:7-21