Mako 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vazhinji vakawaridza majasi avo mumigwagwa, uye vamwe vachiwaridza matavi avakanga vatema musango.

Mako 11

Mako 11:3-10