Mako 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuudzai chokwadi, kana munhu akati kugomo iri, ‘Enda, uzvikande mugungwa,’ uye asingakahadziki nazvo mumwoyo make, asi achitenda kuti zvaareva zvichaitika, achazviitirwa.

Mako 11

Mako 11:15-28