Mako 11:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapinda muJerusarema uye akaenda kutemberi. Akatarisa-tarisa zvinhu zvose, asi sezvo kwakanga kwadoka, akabuda akaenda kuBhetani navane gumi navaviri.

Mako 11

Mako 11:3-18