Mako 10:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Enda hako, kutenda kwako kwakuporesa.” Pakarepo meso ake akasvinudzwa uye akatevera Jesu munzira.

Mako 10

Mako 10:46-52