Mako 10:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akamira akati, “Mudanei.” Saka vakadana munhu uya bofu vakati, “Tsunga mwoyo! Simuka! Anokudana.”

Mako 10

Mako 10:41-52