Mako 10:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akavadana pamwe chete akati, “Munoziva kuti vaya vanonzi vatongi vavaHedheni vanotonga pamusoro pavo, uye vabati vavo vakuru vanoshandisa simba pamusoro pavo.

Mako 10

Mako 10:32-52