Mako 10:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Hamuzivi zvamunokumbira. Mungagona here kunwa mukombe wandinonwa kana kubhabhatidzwa norubhabhatidzo rwandinobhabhatidzwa narwo?”

Mako 10

Mako 10:32-46