Mako 10:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho naJohani vanakomana vaZebhedhi, vakauya kwaari, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuti mutiitire zvose zvose zvatinokumbira.”

Mako 10

Mako 10:28-45