Mako 10:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vari munzira vachikwira kuJerusarema, Jesu achivatungamirira nzira, uye vadzidzi vakakatyamara, asi vaya vakanga vachitevera vakanga vachitya. Akatorazve vane gumi navaviri vari voga uye akavaudza zvaizoitika kwaari.

Mako 10

Mako 10:28-39