Mako 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akamutarira uye akamuda, akati kwaari, “Unoshayiwa chinhu chimwe chete. Enda undotengesa zvinhu zvose zvaunazvo upe kuvarombo, ugova nepfuma kudenga. Ipapo ugouya, unditevere.”

Mako 10

Mako 10:20-27