Mako 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vaFarisi vakauya vakamuedza nokumubvunza vachiti, “Zvinotenderwa here kuti munhu arambe mukadzi wake?”

Mako 10

Mako 10:1-8