Mako 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati achifamba munzira, mumwe munhu akamhanyira kwaari akawira pasi namabvi ake pamberi pake. Akabvunza akati, “Mudzidzisi akanaka, ndinofanira kuiteiko kuti ndigare nhaka youpenyu husingaperi?”

Mako 10

Mako 10:11-27