Mako 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu paakazviona, akatsamwa. Akati kwavari, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.

Mako 10

Mako 10:13-17