Mako 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akauya achibva kuNazareta muGarirea uye akabhabhatidzwa naJohani muJorodhani.

Mako 1

Mako 1:2-12