Mako 1:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Jesu akaporesa vazhinji vakanga vane zvirwere zvakasiyana-siyana. Akadzingawo madhimoni mazhinji, asi akanga asingatenderi madhimoni kuti ataure nokuti akanga achiziva kuti iye ndiani.

Mako 1

Mako 1:31-37