Mako 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu paakanga achifamba pamahombekombe eGungwa reGarirea, akaona Simoni nomunun'una wake Andirea vachikanda usvasvi mugungwa, nokuti vakanga vari vabati vehove.

Mako 1

Mako 1:11-17