Mako 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akanga ari murenje kwamazuva makumi mana, achiedzwa naSatani. Akanga ari pamwe chete nemhuka dzesango uye vatumwa vakamushandira.

Mako 1

Mako 1:9-20