Mabasa Avapostori 9:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuJopa maiva nomudzidzi ainzi Tabhita (kana zvichishandurwa, Dhokasi), aiita zvakanaka nguva dzose uye achibatsira varombo.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:31-40